14/05/2026
*Chokwadi ndechekuti muri kurwara zvisingaite varume*
*Varume ngwarirai😳 zviratidzo izvi👇*
- kunzwa sokunge weti Haina kupera mublader ( kugara uchitota bhurugwa rako pamberi wapedza weti)
- kunzwa kupisa paunenge uchiita weti
- Vanogara vachiweta usiku weti( more than 3 times padiki padiki )
- Weti inodonhera pabhutsu dzako , nekuti inenge isina Simba rekuenda kure.
- weti inobuda yega silently unozongoona trouse ratota(dripping)
- Vanorwadziwa nemusana
- Kukasika kurasa mbeu
- Kushaiwa Simba kana shungu nebonde ( 1 round)
➡️Frequent urination by during the night. Waking up 3,4 or 5 times to urinate
➡️Burning sensation wen urinating
➡️Very weak urine flow
➡️Difficulty and painful urination feeling like urine is blocked
➡️ Bone and pelvic pain
➡️Blood in urine&semen
⏭️Kidney problems
⏩Urinary tract infection
Masymptoms aya anogona kuzosvika pakuti munosvika pakuiswa catheter, kureva kuti makurarama netube. Weti inenge yakucollecta muchibag chamunofamba nacho everyday apa chinenge chichikuirritater i chaizvo uye kunyange kutonhuwa chaiko..
Izvi hazvitizike If you're not ready kugadzirisa dambudziko renyu kuti ripere..
Take a moment this week muuye muwane medication yenyu..