Dav Health Hub

Dav Health Hub Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Dav Health Hub, Medical and health, Livingstone house, Harare.

Ndiri kutsvaga vanhu  ava1. Vasina zvekuita muLife vakangogara mudzimba asi vachigona kunyora nekutaura2. Vanhu vane  pf...
01/06/2026

Ndiri kutsvaga vanhu ava
1. Vasina zvekuita muLife vakangogara mudzimba asi vachigona kunyora nekutaura
2. Vanhu vane pfungwa dzeBusiness asi varikushaya pekutangira
3. Vakapedza chikoro asi varikushaya mabasa
4. Nherera dzinoshaya asi dzine shungu yekuchinja life
5. Varikushungurudzwa mudzimba nevakatobuda zvarema
6. Vari employed asi salary haisikukwana to cover all expenses

Ndibatei apa tibatsirane
💪Youth empowerment
Contact 0788402952

FEMALE INFERTILITYCalls and WhtsApp👇🏽🤦🏻‍♂️Itarisiro yemunhu wese kuti munhu aroorwa kana kuchata mushure megore rimwe ch...
01/06/2026

FEMALE INFERTILITY
Calls and WhtsApp👇🏽

🤦🏻‍♂️Itarisiro yemunhu wese kuti munhu aroorwa kana kuchata mushure megore rimwe chete vanhu vanotarisira mwana mumba
🤦🏻‍♂️zvimwe zvezvikonzero zvinozoita kuti pave nedambudziko rembereko
➖tsvina muchibereko
➖abortions,infections muchibereko
➖using birth control/contraceptive pills for a longer period before and after marriage
✅Are you struggling to get pregnant?
✅Are you facing so many miscarriages?
✅Have you been on birth control pills for a long time and u want to cleanse the womb so you can conceive easily ?
✅Are you tired of discharging and having irritating smell?
✅Are u tired of unstable period patterns and causing challenges as u try to conceive thus:
➖irregular periods
➖stopped periods
➖missed periods
➖painful periods
➖excessive bleeding wen on
🛑fibroids
🛑Ovarian cyst
🛑blocked fallopian tubes
🛑polycystic ovarian syndrome
🛑endometriosis
🛑ovulation disorders

Contact us on 0788402952

*Kutendera Kweropa Mumuviri.*  Blood Pressure  Makumbo Nemawoko  Nechiveve Mawoko Nemakumbo  Mutezu (Stroke)  Muromo Kan...
01/06/2026

*Kutendera Kweropa Mumuviri.*
Blood Pressure
Makumbo Nemawoko
Nechiveve Mawoko Nemakumbo
Mutezu (Stroke)
Muromo Kana Maziso Padivi
Problems
Nemusoro Zvisingapere Nguva


Zirwere izvi zvese zviri muWhatsApp group rimwechete. Group iri nderezvirwere zvinokonzerwa nemafuta (cholesterol) anenge anamira mukati metsinga dzeropa. Mafuta aya anoita kuti tsinga dzeropa dziwomerare uye dzitadze kudhadhamuka nekudzokera pakare zvakanaka. Pamusoro pezvose uwandu hweropa rinofamba mutsinga idzi hunenge hwava ushoma kudarika zviripamwero. Uye ropa richanonoka kutenderera nemuviri sezvo tsika dzinenge dzisisa dhadhamuke zviri pamwero.
Zvinhu zvakaita sekutemwa nemusoro, hanganwa, kubatwa nechiveve mawoko nemakumbo zvimwe zvezviratidzo zvimwe zvezviratidzo zvekuti ropa harisi kufambba zvakana.
Pakadayi moyo unenenge uchimanikidza ropa kuti rifambe mukati memuviri, nekufamba kwenguva nyama dzinovaka moyo dzino dhamba zvinova zvinoita kuti utadze kupomba ropa zvakanaka. Ndipo panozobatwa munhu chirwere chemoyo. Nekunerimwe divi zvinoita kuti pressure yeropa isimuke mukati metsinga ndipo panozobatwa munhu kuti ane iya inozi pachirungu Hypertension kana High Blood Pressure.

For help and solution inbox 0788402952

NUTRIPLANT ORGANIC FERLIZERContact us on 0788402952AN OPPORTUNITY FOR FARMERS TO DOUBLE THEIR YIELDS THIS SEASON AT A LE...
01/06/2026

NUTRIPLANT ORGANIC FERLIZER

Contact us on 0788402952
AN OPPORTUNITY FOR FARMERS TO DOUBLE THEIR YIELDS THIS SEASON AT A LESSER COST..Ladies & Gentlemen we present to you The Organic Nutriplant Fertilizer
GRAB this opportunity & try organic way fellow farmers.

Why Nutriplant Fertilizer

- lt's all natural.
- Prevents over-fertilization.
- Balances the soil eco system.
- Boost plant health naturally.
- Delivers nutrients in a slow but sustainable rate.
- The process of decomposition requires no chemical intervention.
- Organic fertilizers don't upset the balance in the soil because they don't leave behind any artificial compounds.
- Prevent abortion of flowers
- Prevents pests and diseases..
- Infertility and drought resistance
- Covers big land since it is water soluble
- Contains all essential amino acids for plants
- Rich in minerals
- Safe to animals, human & environmental friendly
- Quick and effective
👉🏼It is a Natural Nutrition for Plants, composed of both Macro and Micro Nutrients

Now available
Contact: 0788402952

: 🚨CHIRWERE CHESUGAR /DIABETES (silent killer Desease)📍 Tine maproducts ari 100% natural and organic atinoshandisa kubat...
01/06/2026

: 🚨CHIRWERE CHESUGAR /DIABETES (silent killer Desease)📍
Tine maproducts ari 100% natural and organic atinoshandisa kubatsira vanhu vane dambudziko rekurwara nesugar.

📛Mishonga iyi inoenda kunogadzirisa rwatata irwo runenge richibuditsa yatinoti (insulin) shoma kuti runge ruchikwanisa kugadzira yakawanda.(diabetes type 1).

📛Zvakare mishonga iyi inoenda kunobatsira munhu ane chirwere chesugar kungava kuti rwatata rwake ruri kubuditsa insulin yakakwana asi muviri we munhu hausi kukwanisa kunge uchishandisa insulin iyi zvakanaka zvoita kuti aite diabetes type2. Mishong yedu inoita kuti muviri wemunhu unge uchishandisa insulin iyi zvoita kuti diabetes type 2 ipere.

ZVICHERECHEDZO* ZVECHIRWERE
CHESUGAR

📌kunzwa nyota pese pese.
📌kuenda kunorasa mvura kakawanda
📌kunzwa nzara kakawanda
📌kusaona zvakanaka. (Diabetes retinopathy)
📌kukasika kana kunzwa kuneta neta.
Kupera muviri(weight loss)

Matambudziko anogona kusanganikwa nemunhu ane chirwere chesugar

📍Kusaona zvakanaka
📍kuita zvirwere zveitsvo
📍kubviswa makumbo kana maoko
📍kushaya simba mumba yemukati.
📍rufu kana yaregererwa.

⭕ Huya tikuongororei kana usati wawa kuziva kuti une sugar here asi uchinzwa zvicherechedzo zvokuti unenge wawa nayo

Contact us for more information panyaya ye shuga , stroke,bp ......
+263788402952

KNOW MORE ABOUT PROSTATE (disorder)>(Cancer) Until it reaches prostate cancer, it will be Prostate Inflammation/Disorder...
01/06/2026

KNOW MORE ABOUT PROSTATE (disorder)>(Cancer)
Until it reaches prostate cancer, it will be Prostate Inflammation/Disorder

If you have a parent who has had the same problem, know that tomorrow is you (Prevention is better cheaper than cure)

Stage1
Hot urination
It is caused by the infection of sexually transmitted diseases.

At this stage, you feel a burning sensation when you flush and go to the toilet without stopping and you flush, you keep wanting to go to the toilet, but when you get to the toilet, it bothers you to come out.

Stage 2
is prostate enlargement where the prostate glands are swollen and have blocked the passage of urine from the bladder.

You will not be able to urinate or urinate a little but it hurts, it will take you a long time to urinate and you will no longer be able to control the urinate so that you may see it come out on its own.

It will be like that at the hospital where they put you catheter, which is a way to make the urine flow better, but if it doesn't, they put a tube that goes through the side of the stomach.

We have 💯percent natural and organic herbal priducts to heal and cure all kinds of prostate disorders such as Urinary tract infection, prostate gland inflammation, and prostate cancer
For more u can contact Mr Chinjekure on 0788402952

Address

Livingstone House
Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Dav Health Hub posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share