Health platform

Health platform Health Products, Organic and Natural without side effects

NYON'GO / MA ACIDS(((((((((((((((((()))))))))))))))))))))))))))))))*CHII CHINOKONZERA MA ACIDS/NYONGO*Acids / nyongo mun...
22/04/2026

NYON'GO / MA ACIDS

(((((((((((((((((()))))))))))))))))))))))))))))))

*CHII CHINOKONZERA MA ACIDS/NYONGO*

Acids / nyongo munhu wese ane ma acids mumuviri wake asi haafanire kukwira or kudzika,ma acids nokwira nekuda kwezvikafu nezvekunwa zvatodya nekunwa

*Mushonga mukuru* wekukunda dambudziko re nyongo kuziva zvikafu nezvekunwa zvisingasimudze nyongo ,kunyange wakanwa mishonga rudzi nerudzi asi uchidya nekunwa zvinosimudza nyongo hazvibatsire.

*ZVINORATIDZA KUTI UNE NYONGO*

1 kugara mudumbu muchingorira ,muchirwadza, muchipisa pamwe nekufufutirwa.

2 Kutemwa nemusoro uchinzwa mate achizara mukanwa.

3 Kunzwa kunge urikuda kuita Tsvina asi wakaenda kuchimbuzi hapana chinobuda.

4 Kuita Tsvina yakaomarara ,kuita katsvina kadiki, kuita Tsvina inenge nhoko dzembudzi wakaona ava pa stage iyi anenge anyanyisa kukwira.

Nyon'o yakanyanya mumuviri mako unopedzisira wavakuita Tsvina inenge nhoko dzembudzi inobuda iine ropa chinoitika Tsvina yakaomarara inomara matumbu painenge ichibuda kana zvadaro patomuka chirwere cheronda mumatumbu ,wakariregerera ratova *ULCER.* ulcer ,wakanonka kuwana treatment Ronda riye roenderera ndopaye pamunozonzwa zvonzi ane cancer mumatumbu zvatangira panyon'o

*Acids, Nyongo, Gerd, Reflux.*
_A burning sensation in the stomach or chest often called or causing heartburn_

*In most cases some stomach digestive juices flow back up, out of the stomach into the esophagus (the food pipe between the mouth and the stomach)*

_This backing up action is called acid reflux. These juices includes hydrochloric acid, which is a very powerful acid. It is even used in most industrial processes, to clean metal. When it comes in contact with the esophagus it burns the walls. That's why it ends up causing ulcers in the long run._

(ii) *_What causes acids...?_*

-Mainly eating and drinking foods that contains too much acids like fizz drinks alcohol citrus fruits, some even tomato and tomato based foods

-Eating to much or too much food at the same time or eating when you are hungry.
-coffee
-spicy foods
-beans
-too much chocolates
-too much sugary foods
-red meat
-too much fatty foods
-dairy products
-over the counter medication and antibiotics
-poor eating habits eating and drinking same time or hot and cold same time.
-excess bubble gum chewing
-insufficient water intake
-stress and lack of exercising

(iii) *_What test should I undergo to check my acid status...?_*

Drink lemon juice and if u feel pain after 30 to 45mins then you have a high acid level if nothing happens you have low to normal acid level

(iv) *_What are the signs and symptoms...?_*

*Acids, Gerd, reflex (Nyongo)*

_just like what acid does_

_It causes_

- big tummy may be due to a lot of acids and gases usually seen in men and people who drink too much alcohol and scuds
- Green or brown or yellow or black / red coloured stool
- may fail to visit toilet at regular times.
- sharp chest pains.
- mild headaches.
- fatigued body.
- heartburn.
- vomiting
- hiccups
- bloated

(v) *_Which are other diseases associated with acids...?_*

Other diseases associated with acids includes hernia, allergies, stress, gallbladder problems and enzyme deficiencies.

(vi) *_What are the consequences of acids...?_*

-Stomach Cancers and helps all other Cancers to multiply
-Arthritis.
-Alzheimer's disease caused by anti acids.
-gall stones
-liver disease (yellow)
-hiccups
-headaches
-anemia
-blood pressure (blood viscosity)
-dizziness and fatigue


*_What are the home remedies available for acids...?_*

(i) _drink sufficient water 30mins before food and 30 mins after food at least 1 cup each time and every meal. This will help wash the acids back down and dilute it as well._
(ii) Drink some raw potato juice (grate and crush or blend unpeeled potato)
Cabbage juice, cucumbers and any water based vegetables, green vegetables.

(iii) Eat honey bananas with lot of water

(iv) Exercising, avoiding stress, taking note of what you eat.
➖➖➖➖➖➖➖➖
For permanent herbal solution App +263786999001

*🔥 MEGA BUSINESS OPPORTUNITY – Harare 🔥**Harare, You Are Not the Same!**Are you tired of struggling financially?*Do you ...
14/04/2026

*🔥 MEGA BUSINESS OPPORTUNITY – Harare 🔥*
*Harare, You Are Not the Same!*

*Are you tired of struggling financially?*
Do you want to change your life and secure your future?
*This is your chance! 💼*
✅ Earn Residual Income

✅ Build Financial Freedom

✅ Learn a Proven Business System

✅ Create a Better Future for You and Your Family

Job seekers, business people, teachers, pastors, students and graduates

*YOU ARE ALL INVITED!*

Bring a friend, bring your neighbor, and tell someone who wants to succeed.

Venue :Anglican Cathedral
Events Hall
Nelson Mandela and 2nd street Opp Park

📅 Date: 17 April2026
⏰ Time: 0900 morning

Don’t miss this life-changing opportunity!

*⚡ Your future can change in one decision. Be there!*0786999001

*ITSVO/KIDNEYS*Itsvo(Kidneys) inhengo dzemuviri dziripo 2 dzinoita basa rekumimina ropa dzichirichenesa nokubvisa tsvina...
11/04/2026

*ITSVO/KIDNEYS*
Itsvo(Kidneys) inhengo dzemuviri dziripo 2 dzinoita basa rekumimina ropa dzichirichenesa nokubvisa tsvina. Zvinenge zvabviswa muropa zvinoenda kudundira(bladder), from bladder zvozobuda yave urine.

*KIDNEY INFECTION /Chirwere cheitsvo*
▶️Chirwere chekukanganiswa kweitsvo chinogona kunzi pyelonephritis.
▶️Chirwere chinotangira kudundira/bladder kukwidza kusvika kuitsvo/kidneys

*➡️A kidney infection, also known as pyelonephritis, is a bacterial infection that occurs in the kidneys.*


🚨 *SYMPTOMS OF KIDNEY INFECTION*

▶️Frequent urination-Kuenda kuchimbuzi zvakanyanya
▶️Abdominal pain-Kurwadziwa mudumbu
▶️Fever-Kupisa muviri
▶️Back,side or groin pain(muhudyu)-Kurwadziwa nemusana, murutivi memuhudyu
▶️Strong,persistent urge to urinate-Kunzwa weti inongoerekana yotoda kubuda.
▶️Burning sensation or pain when urinating-Kunzwa kutsva pakurasa mvura
▶️Blood in urine-Kuita weti inehurwa kana ropa
▶️Urine with odour smell or cloudy-Kuita weti inonhuwa zvakanyanya kana yakaita kunge mukaka.
▶️Nausea and Vomiting-Kunzwa kusvotwa nekuda kurutsa
▶️Pain below the ribs-Kurwadziwa muzasi membabvu
▶️Chills-Kupindwa nechando zvakanyanya
▶️Sudden increase of infections -Kungorwararwara nguva dzese

*COMPLICATIONS OF KIDNEY INFECTION*/ *ZVAKASHATIRA KUCHENGETA CHIRWERE CHEITSVO*
✅If left untreated, kidney infections can lead to serious complications, such as:

~Permanent kidney damage: Kufa kweitsvo zvachose.
~Recurrent infections:Kuramba uchibatwa nezvirwere nguva dzose.
~Septicemia (blood poisoning)-Kusvibiswa kweropa kunokonzera kuzoita kufa kwetsinga kuita BP, kuita zvirwere zvemabhonzo
~Kidney failure-kufa kweitsvo.
~Arthritis:Kuita zvirwere zvemabhonzo.
~Orchitis-Kuzvimba mabhora kana kukura bhora rimwe rimwe rodzokera mukati.

FOR HELP INBOX 📩
+263786999001

*✅ 𝙈𝙐𝙍𝙄𝙈𝙄 𝘼𝙆𝘼𝘾𝙃𝙀𝙉𝙅𝙀𝙍𝘼 𝘼𝙉𝙊𝙄𝙏𝘼 𝙎𝙀𝙄❓🌾*🌽 Anofamba nenguva - does not resist change🌽 Haachatakuri masaga eFertilizer kumunda ...
10/04/2026

*✅ 𝙈𝙐𝙍𝙄𝙈𝙄 𝘼𝙆𝘼𝘾𝙃𝙀𝙉𝙅𝙀𝙍𝘼 𝘼𝙉𝙊𝙄𝙏𝘼 𝙎𝙀𝙄❓🌾*

🌽 Anofamba nenguva - does not resist change
🌽 Haachatakuri masaga eFertilizer kumunda — Fertilizer yake iri muhomwe!
🌽 Anoshandisa nzira dzine hungwaru — dzinoderedza mutengo uye dzichiwedzera goho!

*🌱 WHY NUTRIPLANT ORGANIC PLUS FERTILIZER?*
🥦 Inovaka crop redu nehutano zvekuti kunyange zvirwere, tupukanana or mamiriro ekunze akachinja crop redu will thrive well.
🥦 Yakachipa $ ~50 chete inokwana pa1 hectare uye unowana up to 100% yield increase!
🥦 Chero kwamuri munogona kuiwana nekuti kunyange musiri kune maOffices edu tinosenda nemabuses.
🥦 Suitable for ALL crops – from maize kusvika kumiriwo nemichero.
🥦 Inopa high germination & bumper harvests.
🥦 Inoshanda mu all soil types uye haidhure kushandisa.

_🚜 Murimi akachenjera anosarudza nzira inoderedza cost asi inowedzera profit._

_*🌿 ⭕ Nutriplant Organic Plus Fertilizer — The Game Changer for Smart Farmers!*_

0786999001

,💊🍃 *STI CAN BE TREATED.CHIRWERE CHEPABONDE CHINORAPIKA💊🍃* *Usarega chirwere che sick (ge***al warts, syphilis,  herps, ...
08/04/2026

,💊🍃 *STI CAN BE TREATED.CHIRWERE CHEPABONDE CHINORAPIKA💊🍃*

*Usarega chirwere che sick (ge***al warts, syphilis, herps, drop, gonorrhoea) kana kuti STI chichipararira ne muviri kwenguva refu usati warapwa.*

*Ukaona sekuvakadzi or kuvarume wakutanga kuvaviwa unombotanga uchifunga kuti its yeast infection woona kuti zvava nenguva refu pamwe discharge yachinja colour from white to yellow to green iwe wakangotarisa*

*Ugoona wakuita mapundu mapundu aya ava maronda maronda aya ava ma conflower*

*Seek medical attention early*

*Zviratidzo vinoratidza kuti unogona uine STI👇*
💊kuvaviwa panhengo
💊kuita weti inopisa
💊kuita mapundu anenge mhopo
💊kuita mapundu anetuhurwa
💊kuita mapundu anemvura
💊kurwadziwa panguva yekuita weti
💊 kubuda discharge iri Abnormal uye inonhuhwa
💊kurwadziwa pasi peguvhu uye kurira mudumbu
Kurwadziwa panguwa yekuita bonde.

0786999001

_🛑 *WATAMBUDZWA NEMBEREKO OR KUTADZA KUBATA PAMUVIRI UCHAPINDA MU MARRIAGE HERE OR WAKAMBOITA VANA ASI ZVAVE KURAMBA*_🅰️...
03/04/2026

_🛑 *WATAMBUDZWA NEMBEREKO OR KUTADZA KUBATA PAMUVIRI UCHAPINDA MU MARRIAGE HERE OR WAKAMBOITA VANA ASI ZVAVE KURAMBA*_

🅰️ *Infertility or kutadza kubata pamuviri kwenguva yakakura*

🤦🏾‍♂️infertility kutadza kubata pamuviri apo muchisangana nababa kakawanda pasina dziviriro or using protection

🤦🏾‍♂️mbereko ruzhinji rwunotambudzika nekuda kwezvakasiyana siyana zvinokonzera zvimwe zvinoitika kumadzimai zvimwe kuvarume zvakare so idambudziko ririkwese

🤦🏾‍♂️🤦🏾‍♂️ _*KUMADZIMAI ZVINOTEVERA NDIZVO ZVINOKONZERA KUSABATA PAMUVIRI*_

🩸ma ovulation disorders like polycystic o***y syndrome, premature ovarian failure zvakare nezvimwe

🩸pelvic inflammatory disease inokonzera kusabata pamuviri zvakare (a gynecological disease)

🩸endometriosis (a gynecological disease again or chirwere chemuchibereko)

🩸tubal ligation or surgery zvakare inokonzera

🩸ectopic pregnancy or kana vakamboita pamuviri pemu tube

🩸uterine fibroids or myomas or mapundu muchibereko anoitika muchibereko

🩸cervical cancer or cancer yepamuromo wechibereko

🩸blood clots or tsvina muchibereko

🩸ovarian cysts kuma ovaries zvakare

🩸nyaya dzema hormones or hormonal imbalances or deficiency

🩸period pain or jeko

🩸irregular menstruation cycle or kusatevera zvakanaka

🩸blocked fallopian tubes or ma tubes akavhara

🩸kudzikira kwemazai or egg quality pamwechete nehuwandu hwacho

🩸age or kukura kunokonzera zvakare

🩸kuputa fodya nekunwa doro kukmadzimai kunokonzera zvakare

🩸kusimbisa zvakare or obesity kunokonzera

🩸poor diet or chikafu chaunoyodya hachina hitano.

🩸diabetes or sugar zvakare inokonzera

🩸BP or Hypertension inokonzera zvakare kuti utadze kubata pamuviri

🩸kushandiswa kwema control pills or e family planning pamwechete nema injections acho arikutokonzera zvakare

🛑🛑Nezvimwe zvakasiyana siyana, do dambudziko repamuviri iri ririkunata both men and women ,mudzimai unogona usina dambudziko ringori kumurume chete chete ,munogona kunge mese muine dambudziko both men and women, murume anogona kuve nedambudziko zvakare or iwewe mudzimai ndiwe une dambudziko

🤦🏾‍♂️🤦🏾‍♂️So this issue haisi kuvanhukadzi only but.kwese asi zvakanyanyira kumadzimai

🥳🥳Pamuviri ndipo panotobata zvakanaka here through kuzvigadzirisa zvose from the root causes

0786999001

*KUGEZA CHIBEREKO*$35Chibereko chakachena chine mukana muduku vekuita zvirwere zvakafanana nemafibroids kana polyps zvin...
01/04/2026

*KUGEZA CHIBEREKO*$35
Chibereko chakachena chine mukana muduku vekuita zvirwere zvakafanana nemafibroids kana polyps zvinogona kukonzera marwadzo kana kurasikirwa neropa.

*UTERUS CLEANSING PILL RINOSHANDA SEI?*
Our Healthcare International yakagadzira mapiritsi anoshanda kugeza *CHIBEREKO* zvisina maside effects.

*Chokutanga,* Uterus Cleansing pill rinodhonza tsvina ingange yaumbana munhengo yemunhukadzi zvinomisa kuumbana kwehutachiona uye kuvhara kakunhuwa kanowanzobuda panguva yekuita bonde.

*Chechipiri,* Uterus Cleansing pill rinoita kuti maronda angawe ari munhengo yemunhukadzi akasike kupora uye rakagadzirwa kuti rikwanise kuwandudza metabolism yetishu yenhengo yemunhukadzi.

*Chechitatu,* Uterus Cleansing pill rinoita kuti munhukadzi atevere zvakanaka kunyanya madzimai asingateveri zvakatsarukana kana vambomira kutevera asi vasiri kuita bonde kana kuti vachiita bonde asi vachishandisa mapiritsi ekuronga mhuri. Uterus Cleansing pill rinokurudzirwa zvakanyanya kumadzimai akamboita miscarriage

+263786999001 $35

*💢*Manetseka nesiki here Makambobaiwa mainjections or kunwa maAnti-biotics but hazvisi kunyatsopera*❓➖kurwadziwa nechibe...
01/04/2026

*💢*Manetseka nesiki here Makambobaiwa mainjections or kunwa maAnti-biotics but hazvisi kunyatsopera*❓

➖kurwadziwa nechibereko

➖Kurwadziwa pakurasa mvura
*Pain When passing Urine*

➖Kurwadziwa pakurasa mbeu
*Pain when Ej*******ng*

➖Puss Iike Discharge from p***s
*Kubuda zvinenge hurwa pamuromo weNhengo yemurume*

➖Stubborn and recurring ge***al warts
*Kuita Maronda nemhopo dzinopera dzichidzoka*

➖Herpes simplex virus
➖Gonorrhea, chlamydia and syphilis
➖Kuvaviwa kunhengo
*Itching at Private Parts*

➖Kubuda tumapundu tunovava or kurwadza panhengo
*Developing Itching pimples on private parts*

➖Kurwadziwa panguva yekuita bonde
*Pain During and After Bonde*

➖Kurwadziwa nemudumbu zvisinganzwisisike
*Stomach ache especially after Bonde*

➖Kubuditsa mvura or zvinhu zvinonhuwa kusikarudzi
*Smelly discharge

Inbox+263786999001

WEDZERAI GOHO RENYU NE🌾🌿💧 Nutriplant Organic Plus Fertilizer (NOPF)— Bhodhoro iDiki, Goho iGuru! 🌾Sei muchiramba muchita...
31/03/2026

WEDZERAI GOHO RENYU NE🌾🌿💧 Nutriplant Organic Plus Fertilizer (NOPF)

— Bhodhoro iDiki, Goho iGuru! 🌾

Sei muchiramba muchitakura masaga e50kg efetereza asi 1 litre reNutriplant Organic Fertilizer iripo ichigona kupai goho rakakura.

✅ NOPF inowedzera goho ne 40%+ — goho guru, rine utano nguva dzose
✅ Ine zvokudya zvese zvinodiwa nemiti (micro & macro nutrients), amino acids, nema peptides anokurudzira kukura nekukurumidza kwembeu.
✅ Inorwisa zvirwere, nezvipembenene
✅ Inovandudza ivhu kuti rirambe riine hupenyu kwemakore anopfuura maviri
✅ Haikuvadzi kuvanhu, mhuka, uye zvakatipoteredza
✅ Inokurumidza kushanda, ine mutengo wakanaka

💧Zvakanakira 1 Litre Liquid Nutriplant Organic Fertilizer pane saga 50kg Solid Fertilizer?
✔ Iri nyore kutakura — hapachina mutoro unokuvadza musana!
✔ Iri nyore kusanganisa uye kushandisa — inomwaiwa pamashizha ayo anokurumidza kumwa fetereza.
✔ Inobatsira nekukurumidza.
✔ Inosevha nzvimbo, nguva, nemari
✔ Haina makemikari anokuvadza ivhu kana miti.

*Murimi fambidzana *nenguva usasare*
*Kurima kwemazuva ano kwave* *kweuchenjeri ,kwete simba.*
*Gamuchirai tekinoroji itsva, shandisai simba shoma, uye muwane goho guru, rine utano ne Nutriplant Organic Plus Fertilizer!*

🚜 Wana goho rakawanda usingashande nesimba — sarudzo yevanhu vakangwara!
Nutriplant Organic Plus Fertilizer — Simba reGoho guru riri muBhodhoro!

0786999001 $50
1 litre
100mls $10

ROYAL JELLY Capsules  $251.Anti -aging (Inobatsira  kuti usakasike  kuchembera,kunakisa ganda)2.Improves  female fertili...
20/03/2026

ROYAL JELLY Capsules $25
1.Anti -aging (Inobatsira kuti usakasike kuchembera,kunakisa ganda)

2.Improves female fertility (Inobatsira vakadzi vari kuita dambudziko rembereko)

3. Immune booster (Inosimbisa muviri kuti ukwanise kurwisa zvirwere zvakaita se dzihwa ,pfungwa nehurwere hunozunza muviri)

Energy/Vitality Simba inobvisa kuneta (fatigue)

5.Hormonal balance (Inobatsira madzimai kugadzirisa mahormoes,kunyanya kune vanenge vave kusvika pa menopause

6.Brain Power ( Inobatsira kuti pfungwa dzishande zvakanaka uye kusakanganwa zvinhu)

Royal jelly $25
Contact 0786999001

Address

E009 Gwaai Eastview Gardens Eastlea
Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Health platform posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share