05/12/2025
*BP ne Erectile dysfunction*
Ehe, BP yakakwira (high blood pressure) inogona kukonzera kusashanda zvakanaka kwekuita bonde (erectile dysfunction).
Nei ichikonzera kudaro?
*Tsimba reropa rinovharika: BP yakakwira inokuvadza uye inoomesa tsinga dzeropa, kusanganisira dzinotakura ropa kunhengo*. Kana ropa risiri kusvika zvakanaka, munhu anonetseka kumira kana kuchengetedza er****on.
*Kukuvadzwa kwetsinga dzebrain nehurongwa hwepfungwa*: BP yakakwira kwenguva refu inogona kukanganisa tsinga dzinobatsira pa er****on .
Kuchinja kwehormone: Dzimwe nguva BP yakakwira inokonzeresa kusagadzikana kwemahormone, zvichideredza chido chebonde.
Mishonga yeBP: Zvimwe zvinodhaka zvinoderedza BP (semamwe ma-beta blockers kana ma-diuretics) zvinogonawo kukonzera kusamira zvakanaka.
Chinhu chakanaka ndechek*ti: kana munhu akadzora BP yake (kuburikidza nechikafu, ma-lifestyle changes, kana mushonga), nyaya yeer****on inowanzovandudzika.
Mishonga yedu inobatsira pakurapa BP permenently uye, kugadzirisa System yenyu yakanganisika k*t i pave ne performance yakasimba