30/03/2026
*🔥 Unonzwa kutsva pachest here?*
Usazviregeredza!
Vanhu vakawanda vari kurarama ne acid (acid reflux) vachifunga kuti idambudziko diki…
1. Kutsva pachest 🔥
2. Kuvava mukanwa
3. Dumbu risingagadzikane
4. Kurutsa kana kunzwa sekunge chikafu chiri kudzoka
💔 Zvinotanga zvishoma… asi kana ukazviregeredza zvinogona kukukonzera maronda mudumbu (ulcers) kana mamwe matambudziko makuru.
⚠️ Usamirira kusvika zvanyanya kuipa!
đź’ˇ Pane nzira yekuziva chiri kukonzera acid yako uye kuigadzirisa zvakanaka.
Book for scan check nhasi chaiye uwane rubatsiro dambudziko risati rakura.
Mr A.S Muzhewe
078 447 4475