Home remedy

Home remedy This page is for home remedies only we teach how to use ,strictly for medical and health https://chat.whatsapp.com/HZXjS5CIOTA4c2O76sMJAJ
(5)

πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯Zvinoita kuti muroyeke easyKusiya tauro panze rekugezesaKusiya mutsvairo panze Kukumbidzana mutsvairo nemunext doorK...
08/06/2026

πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯

Zvinoita kuti muroyeke easy

Kusiya tauro panze rekugezesa

Kusiya mutsvairo panze

Kukumbidzana mutsvairo nemunext door

Kuyanika hembe panze husiku hwese

Kusiya bvudzi pese pese pawagerwa

Kurarisa shangu panze

Kurasa hembe yausingachade pese pese

Kupiwa Mari nehama yakabvaruka

Kurara nemurume kana mukadzi wemunhu

Kudya kumaraini🫡

Kuitira pupu mudzimba dzevanhu

Kurasa ropa pese pese ,pads

NDIZVO ZVIMWE ZVEZVIMWE ZVINOROYESA

zviripo here zvaunoita
Siyawo reaction kana wabatsirika

*Kunetswa nemweya yehusiku*Kunemweya yakaipa inouya kutambudza vanhu nguva yekurara.  Mweya yezvikwambo, madzikirira kus...
07/06/2026

*Kunetswa nemweya yehusiku*

Kunemweya yakaipa inouya kutambudza vanhu nguva yekurara. Mweya yezvikwambo, madzikirira kushanda iwe wakarara, kuroorwa kuhope, varoyi vanouya kushandisa vanhu.
Kuitwa bonde kuhope, kumutswa uchigadhwa sebhiza. Kushandiswa kunorova makuva avhurike, kudyiswa nyama yevanhu husiku. , kubirwa pfuma mudumbu unosara woishandisa igoperera kumatambudziko.
Mhepo idzi dzigere kutitambudza kuti tisararama hupenyu hwakatambanuka.
1.Tora fembo upfungaidzire mudumba maunorara rimwe womwaya pamukova nechemukati.
2.Pisa mafuta ehwayi upfungaidzire mudumba maunorara uchitukisa mweya yakaipa.
3. Pisa chifumuro upfungaidzire mudumba maunorara.
4. Rara wakusha weti yako pachivanze nepamusuwo. Worara wakaisa mutsvairo mubucket rinemvura woisa pamukova mukati medumba rako.
5. Pisa zumbani upfungaidzire mudumba maunorara
6. Mutsvairo ngaurare seri kwedoor wakamira.
7. Isai munyu wemagodo pasi pemagumbeze kana Mufloor.

Moisawo mareactions kana maverenga ❀️❀️❀️

*KUVHURA MHANZA*                                                                                                        ...
05/06/2026

*KUVHURA MHANZA*
Tora Fresh Milk wosanganisa neCinnamon powder wanamata uchitaura shuviro dzemoyo yenyu.Worega zvovata/kurara zvakasokeka mangwana makuseni womuka muchidira mvura wonogeza unozviita 3 days. No bonde no kupukuta no kushandisa sipo.Iyi inovhura zhira/nzira paisingafaniri kuvepo manje.

*Mudiwadiwa*uyu mubatanidzwa wegwezva...mukoka...nhiti...uye ne muchena..unogona kushandiswa nemukomana kana musikanagwe...
04/06/2026

*Mudiwadiwa*

uyu mubatanidzwa wegwezva...mukoka...nhiti...uye ne muchena..
unogona kushandiswa nemukomana kana musikana
gwenzi rinoita kuti udiwe nevanhu kunyangwe vakakuvenga uye rinoita kuti pese pawasvika ukatarisana nemunhu anonzwa kukufarira....
mudiwa diwa uyu handikurudzire vanhu vari mumba zvinoda vanhu vanozviraramira voga... nekuti mushonga wakanaka asi unoda munhu akadzikama ..
vazukuru vaye vanoti sekuru handina munhu anondida taura neni ndikugadzirire...
vaye vasikana vanovhima manheru uyu ndiwo muti wenyu chaiwo ndiwo unoshandiswa nevaye vamunoona vachiunganirwa .....

usati washandisa mudiwa diwa pane muti unogezwa wakasanganisa ne mufandichimuka kumutsa hupenyu ......
miti Nemishonga
Siyawo reaction kana waverenga tikupei zvimwe

Kuzvara zviri nyore nyore ..Kune vanhu vanorwadziwa nekuti mumwe aita nhumbu ,kusada kuona umwe achibata mwana mumaoko ....
03/06/2026

Kuzvara zviri nyore nyore ..
Kune vanhu vanorwadziwa nekuti mumwe aita nhumbu ,kusada kuona umwe achibata mwana mumaoko .
Munhu anotobheja kuti apa anotakurira mahara apa asi ini gogo ndazviramba ,kana uri kuona this msg ziva kuti zvako zvaita ,apa muroyi aruza apa ..
Kana uchida kuzvara zvakanaka pasina any complications or kuchekwa ita zvandichataura apa
Kana nhumbu yasvika mazuva acho akwana .Paye paunotanga kunzwa kurwadziwa wega uchitoona kuti uku kwave kuda kunozvara uku ,tereresa unotora zai rehuku yechibhoi ndati zai rehuku dzechivanhu kwete malayers,boilisa zai iroro kana raboiler mvura yacho inenge yashandiswa kuboiler zai iri Isa mucup inwa zvishoma nezvishoma kana wapedza kunwa idya zai racho enda kuchipatara unosvika uchizvara nekukurumidza uye nyore nyore

*Chisiyawo like kana wabatsirika kuti ndiwanewo simba rekuramba ndichikupai mamwe ma remedy πŸ™

01/06/2026

😭😭😭

😭😭😭😭😭 Asi mwari
01/06/2026

😭😭😭😭😭 Asi mwari

31/05/2026

Tiriko ku hurubvu rubvu πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ˜‚πŸ˜‚ zvese bvuu

*VARUME VASINGADE KUCHENGETA VANA VAVO* Unoenda pakakandirira huku ikachochonyera ipapo,then wotora tumadehena tuye mako...
31/05/2026

*VARUME VASINGADE KUCHENGETA VANA VAVO*

Unoenda pakakandirira huku ikachochonyera ipapo,then wotora tumadehena tuye makoko emazai abuda vana zvese netuhuswa ,tuminhenga turipo ndingangoti kutora zvose zvakasiiwa nehuku yapedza kutsotsonya ,wozvipisa ,dota racho wosanganisa ne Vaseline chero yaunayo ,then everyday especially manheru wageza wozora pakati emakumbo muzvidya uchitaura zita rake kuti iwe like ini ndaiti iwe MacDonald chengeta vana vako unoti vanochengetwa nani ,ndiwe baba vayo izvozvi kwauri ikoko huya nezvinhu zvekuti vana vararame ,,Saka everyday taura zvaunoda uchikwiza zvidya ne Vaseline iyoyo ,to tell you hama dzangu unomuona ati pfacha nemari ma groceries mbatya dzevana , pamunokwiza paye hanzi anenge achitsva ikoko mabhora achivava anonzwa kufunga vana anouya chete itai muone

31/05/2026

Baba noku I remedy ipi iyoyo 🀣🀣🀣🀣

Address

33 Lunga Street
Elandsfontein
27786

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Home remedy posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share