21/05/2026
Kupedza s**i
-S**i iyi muchirungu vanoiti (HPV) kuchipatara
nyangweukaswerera inongoramba ichidzoka inezveratidzo
sezvizvi :
1.Kubuda twumapundu twumablisters twunongouya
twuchienda pamwe twakupora twosiya twuronda pamusoro pesikarudzi kana nhengo yechidzimai
2.Inogona kuzosiya mavanga anenge ekutsva akatsvukuruka
inenge yatove herps inogona kuzokonzera low s***m count kuite hurume hwakaita mvura kusiya growth like chitsinga mumabhora kupera simba pabonde
=Kuvakadzi inokuvadza chibereko dzimwe nguva kuzobuda
discharge inonhuwa
=Vanhu vazhinji chirwere ichi vanacho asi vanozvitarisira pasi saka kana unezviratidzo izvi huya urapwe mushonga uripo