Gogo Soko

Gogo Soko Traditional and Faith Healer
I am able to deliver people from various ailments and life situations

25/03/2026

Ndiri kufunga kuti dai vanhu dai vadzokera kuna Musikavanhu nevadzimu vavo, nekuti tose takabva kuna Musikavanhu ndokuisa madzinza ,zvino vanhu vaakuramba madzinza avo,vakudeura ropa nekuromba ,zvinova ndizvo pasi rotambura,nyika yatambura dzinza rachema,denga raramba yangova yoweee kuchema,ngatidzokei kuna Musikavanhu nekuvadzimu vedu moto udzimurwe ,pasi ritonhorere.πŸ‘‹πŸ‘‹πŸ‘‹πŸ‘‹πŸ‘‹

Address

1303 Crowborough North
Harare
00263

Telephone

+263785753719

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Gogo Soko posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share