13/08/2026
Madarlings huyai pano imi.
Nezuro i got into this shop somewhere. Tuma drinking bottle utwo turi kuita 50c (USD) imomo and i know kwaturi kutengeswa ma $2 one and turi kufamba chaizvo.
Ne USD $10 yaunayo so in your purse right now unonotenga turi 20. Handiti. Wokwereta $5 yetransport kuenda ikoko, wonotengesa $2 one kuminda or kuma mine.
You get USD $40. Wodzorera munhu $5 yake, wosara ne$35.
Wodzoka wonoshandisa $30 kutenga turi 60. You now get USD $120.Wodzoka wonotenga twave 240.
You now get USD $ 480!
Next,wakutsvaga kashop paBeatrice, Ringa, Watyoka etc, ke $80 rent. Wakutenga uchinoisa mukashop kako. Unotsvaga kumaplace ari mukati-kati. Why? Hakuna ariko and unenge wauya padyo. Simple. Then wotanga kusanganisa stock yako netuhembe, tubhutsu, tumazai and so on.
But unoda kundiudza iwewe darling kuti unoti hauna mari yedata, hauna mari ye rent, hauna mari yekutengerawo mwana tumatoy.
You can become very financially ok from just $10. Yautori nayo izvozvi. But kutengesa tuma bottle drink kunomakisa. Aaah kumbopera tsoka uchitengesa mumaraini. Aaah kuenda kumakorokoza uko inini. And vamwe munotoudzana kuti hauna chaunokwanisa kuita ne less than 100 USA. Kusaziva. Chiziva now. Vamwe hamudi kubuda muHarare. Kumbonorara pafloor mushop paGrowth Point hautodi. You can't. Asi kukumbira mari yedata, yefees, yerent.
Nezuro i bought 800 for $400 for this experiment. Ari kwandakatuendesa has just called me kuti kwasara 20 . So i have made $1 560 in one day. Ndozobvisa $400 yandakatutenga natwo ne$250 yaBaba Pasho nebasa ravaita. Vawanawo $250 in one day, chebasa.
I see you zvangu muchisimbisa , heee hapana chaungamboita ne less than 400, less than 500. Aaaah! Ukatamba nevanhu vasina vision mudikani, unorarama life isina vision.
I love you so much.
Xoxoxo!πππ
Mike Pasi
Tough Talk Family